NHAU DZEMITAMBO

9 months ago | August 10, 2018

Hart ave kuBurnley

JOE Hart akabva kuManchester City achienda kuBurnley.

Arsenal yopfeka Adidas

ARSENAL ichatanga kupfeka majezi anogadzirwa neAdidas kutanga gore ra2019 ichibva kune ePuma ayo yange ichipfeka bvira ...

9 months ago | August 3, 2018

MaSoccer star aripi?. . . vamwe votambura, vamwe zviri kufaya

Abel Ndooka KUPERA kwemwaka wega-wega wenhabvu makore ese kunopihwa mubairo weSoccer Star of the Year kumutambi anenge ...

Tuchel otsiura Mbappe

MANEJA weParis Saint-Germain, Thomas Tuchel, akaramba kutaura pamusoro penhau yekuti chikwata chake chinogona kutenga ...

Kasikana (8) shasha yemotor-cross

Abel Ndooka KASIKANA kemakore masere okuberekwa koita zvinorova mumutambo wemotor-cross izvo zviri kukaona ...

Ozil siyana nazvo: Emery

MANEJA weArsenal, Unai Emery, otsigira Mesut Ozil kuti asaterere mashoko ekumushoropodza ari kubva kuGermany ...

9 months ago | July 27, 2018

Kana zvikava ‘Hard’ sei . . .handirase tariro: hardlife zvirekwi

Abel Ndooka MUTAMBI weCAPS UNITED nechikwata chenyika chemaWarriors, Hardlife Zvirekwi, anoti ari mudenga richinomwe ...

Pamushana yakabvuta mukombe

Abel Ndooka PAMUSHANA High School ndiyo yakahwina mukombe weNASH Stella Tea Under-17 Netball Tournament mushure ...

Ndinotenda vatsigiri: Holloway

MAX Holloway akatenda Conor McGregor nevatsigiri vemutambo weMMA nemashoko esimbaradzo avaimutumira zvichitevera kubuda ...

Mbappe oshuvira Kante

MUTAMBI weParis Saint-Germain, Kylian Mbappe, anoti akaedza kukurudzira N’Golo Kante weChelsea kuti auye kuzotambira ...

9 months ago | July 20, 2018

Kuzunza mambure konetsa

. . . nhabvu yashanduka: Chidzambwa MURAIRIDZI wemaWarriors — Sunday Chidzambwa — anoti dambudziko revatambi vari ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uripo pakati peDynamos neNgezi Platinum ...

Ospina, Welbeck parumananzombe

DANNY Welbeck naDavid Ospina vanogona kubva kuEmirates Stadium zvichitevera kutengwa kwakaitwa vamwe vatambi vatsva ...

Pivac ave panyanga

WAYNE Pivac ndiye akasarudzwa kuti azotsive Warren Gatland semurairidzi weWales gore rinotevera pachapera mutambo weWorld Cup.

9 months ago | July 13, 2018

WC: Africa iri kurasika papi?

KUBURITSWA kwakaitwa zvikwata zvemuAfrica mumagroup-stages emutambo weWorld Cup — uyo uri kutambwa kuRussia pari zvino — ...

Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uripo pakati peShabanie Mine FC neDynamos ...

Chabvondoka kuNash Stella Netball

ZVIKWATA 12 zvenetball zvemuzvikoro svondo rinotevera zvichatatsurana mumakwishu eNash Stella Netball 17 and Under ...

Asensio orambira kuMadrid

MARCO Asensio (22) acharamba ari kuReal Madrid mwaka unotevera, semashoko akabva kumumiriri wake.

Torres hutu kuJapan

AIMBOVE mutambi weAtletico Madrid neLiverpool — Fernando Torres — obuda pachena kuti ari kuenda kuJapan kunotambira ...