NHAU DZEMUNO

2 months ago | February 8, 2019

‘Ndapedzwa mazamu nenyoka nezvidhoma’

Kingstone Mapupu MUKADZI anogara mumusha weStoneridge, muHarare, ari kutsvaga rubatsiro rwekuti arapwe mazamu ake ayo ...

Mhuri ine mhondi 2

Kingstone Mapupu MHURI yekuManyene, kuChivhu, inoti yatambudzwa nekuda kwevanakomana vayo vaviri avo vaponda vanhu ...

Akecha vakadzi 36 ‘. . . vose achizovaramba’

Tatenda Shuro VANHU vaive mudare vakasara vasina nechekutaura apo mumwe mudzimai ainge amhan’arirwa nemurume wake ...

Muti wekutaura: ‘Pakafira munhu’

Freedom Mupanedemo ari kuREDCLIFF NYAYA yezihunde remuti wekurukisheni rwekuRutendo, mudhorobha reRedcliff, kudunhu ...

Muroora wemimba yatezvara akabara

Kingstone Mapupu MUDZIMAI wechidiki wekuHurungwe — uyo anoti akabatwa chibharo navatezvara vake ndokupiwa pamuviri asi ...

MAMIRIRO EKUNZE

SVONDO rino mvura ichanaya kunzvimbo zhinji dzenyika uye inotarisirwa kuramba ichinaya mumazuva ari kutevera. Nzvimbo ...

3 months ago | February 1, 2019

Muti woita mashura -Wakatemwa ukamuka -Pashure ukazotaura -Mayor ...

Freedom Mupanedemo ari kuREDCLIFF KURUKESHENI rwekuRutendo, mudhorobha reRedcliff, kudunhu reMidlands, kunonzi svondo ...

Mabhazi matsva 500

Felex Share NYIKA yeBelarus yazvipira kubatsira Zimbabwe nemabhazi anosvika 500 ekutakura veruzhinji uye danho iri riri ...

Mtukudzi ochemwa pasi rose

Mtandazo Dube NYIKA yose yakaita seyaungana mudundu reMadziva, kuMashonaland Central nemusi weSvondo wadarika uko ...

Voita mari nedikita raTuku

Abel Ndooka ZVICHITEVERA kushaika kwegamba renyika Dr Oliver “Tuku” Mtukudzi svondo rapera, vanhu “vanopisa” (piracy) ...

Afa haamuke: Dr Masuka

Munyori weKwayedza VOTAURA pamusoro pemurume ari kuti akambofa akamuka uyu, mukuru wechipatara cheHarare Central ...

Vende rekudya nzimbe

Abel Ndooka SHASHA yemutambo wemadhirama, Steven Kaitano – uyo vazhinji vanoziva saDyson padhirama Mawoko Matema – anoti ...

Mutemo womutsa mabasa

Africa Moyo KUTANGA kushanda kwemutemo wePublic Procurement and Disposal of Public Assets (PPDPA) Act (Chapter 22: 23) – ...

Onai chokwadi nenhema’

Munyori weKwayedza VOTAURA nezviri kurehwa nemurume wemuHarare uyo ari kuzviti ndimwari, Bishop Johannes Ndanga — avo ...

3 months ago | January 25, 2019

Tezvara kumitisa muroora!

MUKADZI wechidiki uyo akaroorwa kuHurungwe anoti mimba yava nemwedzi misere yaainayo yakabata mushure mekunge abatwa ...

Mhirizhonga bodo: President

Felex Share PRESIDENT Mnangagwa — avo vachangodzoka kurwendo rakabudirira zvikuru kunyika dziri kuEurasia — vanoshora ...

Chitunha chakachema

. . . chikarasa-rasa maoko VANHU vaiva parufu rwemukadzi ari kunzi akafa asina kurwara kwaNyamweda, kuMhondoro, ...

Zvimbokoma muchechi

Vatendi vakatakwa nemabwe l Machira akapiswa neparafini Fortunate Gora ari kuCHINHOYI VARUME vasere vekwaZvimba ...

Vorwira ruzha rweredhiyo

Milcah Nhakura HANZVADZIKOMANA yakaendesa hanzvadzisikana kudare redzimhosva mushure mekunge vanetsana pamusoro peruzha ...

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE

CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.